《Paita Party》歌词

[00:00:00] Paita Party - Winky D
[00:00:00] Lyrics by:Winky D
[00:00:01] Composed by:Arnold Kamudyariwa
[00:00:10] Saka Bhobho
[00:00:10] Saka Bhobho
[00:00:11] Deedza munhu wese ari kumhanya dhanzi
[00:00:13] Shoko ngarisvike ikoko koko
[00:00:15] Prezha ravhurirwa hatizvivanzi vanzi
[00:00:18] Paita party nhasi nhasi oh eh
[00:00:23] Dira kuvha mugirazi oh eh
[00:00:27] Maoko ari mudenga kunge muclass
[00:00:29] Party yaka heater bvisa jasi
[00:00:32] Vanhu vari kufara zvakapfuurikidza nhasi
[00:00:34] Kuita kunge Jesu adzika pasi
[00:00:36] Tarisa tuzvimoko zvatwakapfeka
[00:00:38] Popopo
[00:00:39] Hona tumwe turi kutwerka
[00:00:40] Yeah yeah
[00:00:41] Vapfana vachirova maclux
[00:00:43] Ndipe kuno phone yangu pane zviri kulacker
[00:00:45] Guspy ndamufonera vanhu vachanhongeswa
[00:00:48] Doctor varipo muchaponeswa
[00:00:50] Killer T gara wava tipper vanhu kuti
[00:00:52] Matoiret haikona kubrokesa
[00:00:55] Party yapisa zvinhu zvakudadisa
[00:00:57] Vanhu vari kunakidzwa kumira tarambidzwa
[00:00:59] Vabereki vatizwa mudzimba dzakapfigwa
[00:01:01] Prezha rabatidzwa vanhu muchapfidza
[00:01:03] Fantan akabata red wine
[00:01:06] Ndipe kuvha handimwe Zed ka ini
[00:01:08] Party yedu haipere haidi sign
[00:01:10] Tisiye timbofara isu big time
[00:01:12] Paita party nhasi oh eh
[00:01:17] Dira kuvha mugirazi oh eh
[00:01:21] Maoko ari mudenga kunge muclass
[00:01:24] Party yaka heater bvisa jasi
[00:01:26] Vanhu vakufara zvakapfuurikidza nhasi
[00:01:28] Kuita kunge Jesu adzika pasi
[00:01:30] Saka ngavatisiye timbotamba prezha
[00:01:33] Munewspaper Saturday tobuda paleisure
[00:01:35] Tiri kufara kupemberera zvatakaseenza
[00:01:37] Vane godo votizvo Mwari wenyu ane favour
[00:01:39] Vapfana vekuchikoro vakarova mablazer
[00:01:41] Shaddy parker apo Altezza
[00:01:44] Gungkum yarira puller ngoma Flavour
[00:01:46] Pane vabereki toda yaka senswa
[00:01:48] Party iri kukicker kunge karate
[00:01:51] Ichapuhwa menduru saMuparati
[00:01:53] Tarisa watch dzava 12 pazvikati
[00:01:55] Vezvibhodoro batai baba Devant
[00:01:57] Chideedza kanzuru ngaivhare vhati
[00:02:00] Tanga tichimwa makuvha kubva masikati
[00:02:02] Bhobho arutsa vhura cider wacha shati
[00:02:04] Vese vanoti vanofara hamusati hamusati
[00:02:07] Saka Bhobho
[00:02:09] Deedza munhu wese ari kumhanya dhanzi
[00:02:11] Shoko ngarisvike ikoko
[00:02:13] Prezha ravhurirwa hatizvivanze
[00:02:15] Paita party nhasi oh eh
[00:02:20] Dira kuvha mugirazi oh eh
[00:02:25] Maoko ari mudenga kunge muclass
[00:02:27] Party yaka heater bvisa jasi
[00:02:29] Vanhu vakufara zvakapfuurikidza nhasi
[00:02:31] Kuita kunge Jesu adzika pasi
[00:02:34] Tarisa tuzvimoko zvatwakapfeka
[00:02:36] Hona tumwe turi kutwerka
[00:02:38] Yeah
[00:02:39] Vapfana vachirova maclux
[00:02:41] Ndipe kuno phone yangu pane zviri kulacker
[00:02:43] Guspy ndamufonera vanhu vachanhongeswa
[00:02:46] Doctor varipo muchaponeswa
[00:02:48] Killer T gara wava tipper vanhu kuti
[00:02:50] Matoiret haikona kubrokesa
[00:02:52] Party yapisa zvinhu zvakudadisa
[00:02:55] Vanhu vari kunakidzwa kumira tarambidzwa
[00:02:57] Vabereki vatizwa mudzimba dzakapfigwa
[00:02:59] Prezha rabatidzwa vanhu muchapfidza
[00:03:01] Fantan akabata red wine
[00:03:03] Ndipe kuvha handimwe Zed ka ini
[00:03:06] Party yedu haipere haidi sign
[00:03:08] Tisiye timbofara isu big time
[00:03:10] Paita party nhasi oh eh
[00:03:15] Dira kuvha mugirazi oh eh
[00:03:19] Maoko ari mudenga kunge muclass
[00:03:21] Party yaka heater bvisa jasi
[00:03:24] Vanhu vakufara zvakapfuurikidza nhasi
[00:03:26] Kuita kunge Jesu adzika pasi
您可能还喜欢歌手Winky D的歌曲:
随机推荐歌词:
- viva viva viva [Glay]
- 不知道 [强辩乐团]
- 何かひとつ [JAMOSA]
- Chase [Leona Naess]
- ESCAPE [島谷ひとみ]
- Bliss [Mariah Carey]
- You Turned The Tables On Me(Album Version) [Ella Fitzgerald]
- 我愿为你付出一切 [冷小勇]
- Happy Birthday [KOYOTE]
- 至死方休 [宋靖宇]
- Sleigh Ride [The Ronettes]
- 今夜你会不会来 [白晓]
- 上集大结局 [陈柏宇]
- 荷东猛士舞曲 Jeannie-Freedom(Die Antwort) [网络歌手]
- Smokestack Lightning [Howlin’ Wolf]
- Traces [Pianos Become the Teeth]
- What About Us [The Coasters]
- Your Song(My One and Only You) [Parokya Ni Edgar]
- 漫天繁星 [颜王词奕]
- Le abitudini [24 Grana]
- Es una Gozada [Sangria Gratuite]
- O Grande Amor(Remastered) [Stan Getz&Joao Gilberto&A]
- 从你的全世界路过 [精彩小光]
- When I Do [Alee]
- I Miss You So [Kay Starr]
- Division [Bleed The Sky]
- 战火燃烧 [MC高冷泽]
- 伟大的平凡 [练依朋]
- The Foggy Mountain Top [The Carter Family]
- Wait and See [Fats Domino]
- Knock Me A Kiss [Various Artists]
- Let Me Blow Ya Mind(Karaoke Instrumental Track) [Backtrack Professional Ka]
- Vendaval sin Rumbo [Sonora Matancera]
- Lets Get Loud(Dance Workout Version) [On-The-Go Workout]
- September Morn [In the Style of Neil Diamond](Karaoke Lead Vocal Demo) [Backtrack Professional Ka]
- Pease Pudding Hot [The Little Singers]
- 思者 [Sherry龙小葵]
- Listen to Me [Buddy Holly]
- Serenata [High School Music Band]
- Everytime We Touch(Special Extended Beat Beat Remix) [Father White&Jenny J.]
- 松花江上 [梦鸽]
- 中国少年先锋队队歌伴奏 [网络歌手]