找歌词就来最浮云

《Rega Zviende》歌词

所属专辑: Beyond 歌手: Trevor Dongo 时长: 03:57
Rega Zviende

[00:00:00] Rega Zviende - Trevor Dongo

[00:00:00] Composed by:Macdonald Chidavaenzi/Trevor Dongo

[00:00:00] Oh yeah

[00:00:03] Waenda waendepiko

[00:00:05] Yeah yeah

[00:00:06] Oh yeah

[00:00:08] Waenda waendepiko

[00:00:10] Waenda waendepiko

[00:00:17] Yeah

[00:00:23] Paunocheukawo shure shure shure

[00:00:28] Dzamisa pfungwa uzvifunge pfungwa uzvifunge

[00:00:32] Rudo ruye rwamaipanana pazere vanhu pazere van

[00:00:38] Rwaenda asi hamuzive rwaendepiko rwaendepiko

[00:00:44] Inga zvaidadisawo wani wani wani

[00:00:49] Vanhu vachikuyevai wani paya paya

[00:00:53] Saka ndepapiko pamakairasa imi nhai

[00:00:59] Aenda asi hauzive aendepiko

[00:01:03] Saka rega zviende

[00:01:07] Moyo chaunoda rudo chete

[00:01:12] Waiti zvichachinja asi kwete

[00:01:18] Hazvidi zvetsinga

[00:01:20] Kana ariwako achadzoka chete

[00:01:27] Zviri kuita kunge zuro paya paya paya

[00:01:32] Pamaiita kunge solo na Mutsai yeah

[00:01:36] Asi sei zvazodai chanyanyonetsa chiiko nhai

[00:01:41] Rudo rwaenda asi hamuzive rwaendepiko piko

[00:01:48] Nguva chinhu chakanaka kuratidza shungu sekuti zvinhu zvinake

[00:01:54] Asi pane paunoti ini ndaneta

[00:01:56] Asi pane paunoti ini ndaneta

[00:01:58] Rudo chinhu chakanaka ratidzawo shungu shungu shungu iwe

[00:02:04] Kana zvaramba usamanikidze iwe siya

[00:02:08] Saka rega zviende

[00:02:11] Moyo chaunoda rudo chete rudo chete

[00:02:16] Waiti zvichachinja asi kwete

[00:02:21] Seioko

[00:02:22] Hazvidi chitsinga

[00:02:24] Kana ariwako achadzoka chete

[00:02:27] Kana ariwako achadzoka chete

[00:02:29] Sana lika jiye

[00:02:30] Kana ariwako achadzoka chete

[00:02:38] Waiti zvichachinja seiko seiko

[00:02:42] Waiti zvichachinja asi kwete

[00:02:43] Hazvidi chitsinga

[00:02:44] Waiti zvichachinja asi kwete

[00:02:45] Hazvidi chitsinga

[00:02:46] Kana ariwako achadzoka chete

[00:02:50] Hazvidi chitsinga

[00:02:52] Hazvidi chitsinga

[00:02:54] Inga zvaidadisawo wani

[00:02:56] O de sana saye

[00:02:59] Waiti zvichachinja seiko seiko

[00:03:02] Inga zvaidadisawo wani

[00:03:05] Vanhu vachikuyevai wani paya

[00:03:07] Kana zvaramba iwe siya zviende

[00:03:08] Kana zvaramba iwe siya kitti siya

[00:03:12] Jiya te

[00:03:15] Moyo chaunoda rudo chete

[00:03:22] Waiti zvichachinja seiko seiko

[00:03:31] Yeaah yeah

[00:03:35] Inga zvaidadisawo wani

[00:03:40] Vanhu vachikuyevai wani paya

[00:03:44] Saka ndepapiko pamakairasa imi nhai

[00:03:50] Aenda asi hauzive aendepiko piko piko

[00:03:54] Piko piko

随机推荐歌词: