找歌词就来最浮云

《Ndotangira Poyi》歌词

所属专辑: Collection 1991-1997 歌手: Oliver ’Tuku’ Mtukudzi 时长: 07:37
Ndotangira Poyi

[00:00:00] Ndotangira Poyi - Oliver 'Tuku' Mtukudzi

[00:00:18] Written by:Oliver Mtukudzi

[00:00:37] Dai ndakaziva haitungamire

[00:00:54] Dai ndakaziva haitungamire

[00:00:59] Ndingadai ndakaramba ndiripwere bbanguu

[00:01:12] Zenze tuku zenze tuku ndayaruka

[00:01:29] Zenze tuku zenze tuku ndayaruka

[00:01:37] Dai ndakaziva haitungamire

[00:01:42] Ndingadai ndakaramba ndiripwere babanguooo

[00:01:47] Nyararai henyu inga ndimi mhuka huru wani

[00:01:55] Nyararai henyu inga ndimi mhuka huru wani

[00:02:03] Zvikanzi uriwedangwe chitonga tione

[00:02:12] Uriwedangwe chitonga tione

[00:02:20] Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhuka huru wani

[00:02:28] Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhukahuru wani

[00:03:11] Dai ndakaziva haitungamire

[00:03:15] Ndingadai ndakaramba ndiripwere bbangu oooo

[00:03:27] Nyararai henyu samanyanga inga ndimi

[00:03:31] Ndingadai ndakaramba ndiripwere bbangu oooo

[00:03:43] Zvepamusha uno hona zvondiremera

[00:03:47] Aiwa zvandiwandira

[00:04:00] Vakati uriwedangwe chipedzaa tione

[00:04:08] Uriwedangwe chitonga tione

[00:04:16] Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhukahuru wani

[00:04:24] Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhukahuru wani

[00:05:13] Makuva masere ashaya neakomba

[00:05:17] Ndotangira poyi

[00:05:29] Makuva masere ashaya neakomba

[00:05:33] Ndotangira poyi

[00:05:37] Dai ndakaziva haitungamire

[00:05:41] Ndingadai ndakaramba ndiri pwere babanguoo

[00:05:53] Ndetangira poyi kutangira poipoi ndetangira poi

[00:06:01] Ndetangira poyi kutangira poipoi ndetangira poi

[00:06:09] Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhukahuru wani

[00:06:13] Ndetangira poyi kutangira poiko

[00:06:17] Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhukahuru wani

[00:06:22] Uriwedangwe chitonga tione

[00:06:25] Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhukahuru wani

[00:06:29] Tonga tione chitonga tione

[00:06:33] Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhukahuru wani

[00:06:37] Tonga tione chitonga tione

[00:06:41] Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhukahuru wani

[00:06:45] Ndingadai ndakaramba ndiri pwere babanguuoo

[00:06:49] Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhukahuru wani

[00:06:53] Uriwedangwe chipedza tione

[00:06:57] Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhukahuru wani

[00:07:01] Ndetangira poipoi ndetangira poiko

[00:07:05] Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhukahuru wani

[00:07:09] Ndetangira poyi poi poi ndetangira poi poi poi

[00:07:13] Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhukahuru wani

[00:07:17] Tonga tione chitonga tione

[00:07:21] Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhukahuru wani

[00:07:25] Zenze tuku ndakura

[00:07:29] Nyararai henyu samanyanga inga ndimi mhukahuru wani

您可能还喜欢歌手Oliver ’Tuku’ Mtukudzi的歌曲:

随机推荐歌词: