《Pamamonya Ipapo》歌词

[00:00:00] Pamamonya Ipapo - Soul Jah Love
[00:00:00] Composed by:Soul Musaka
[00:00:01] Soul Jah Soul Jah Soul Jah
[00:00:02] Soul Jah Soul Jah Soul Jah
[00:00:06] Tynash naShelthang
[00:00:08] Tauya nezvimapattern
[00:00:10] Chemica-ri
[00:00:11] Tonosangana mufina-ri
[00:00:13] Mapfidza
[00:00:14] Apedza tinovaridza
[00:00:16] Tovasiya BP yakwidza isu tine mafans
[00:00:21] Chiba ndikatii
[00:00:23] Kunyange tichishorwa paye paye patinotaurwa
[00:00:27] Nekuti pamwe pacho tinodzvurwa muduri mufunge tichitsarwa
[00:00:32] Varikuzviti vakawinner
[00:00:33] Asi mumwe musi tichavatema nezvidhinha
[00:00:35] Kunyangwe zvikanzi musi weChina
[00:00:38] Unoona pattern ndichivabinha bvunza iye Kinnah
[00:00:41] Hatina nguva yekutura mafemo
[00:00:43] Kumangoma tinotobata matemo
[00:00:46] Ehee tovapawo mutemo
[00:00:48] Saka tichiimba tichishandisa tsumo
[00:00:50] Ndovadyira bhonzo nekuwonda kudai
[00:00:52] Ndinongomira pamamonya ipapo
[00:00:54] Chidya mafuta zviya zvisingakore
[00:00:57] Ndakangomira pamamonya ipapo
[00:00:59] Mahorse zvimaboss
[00:01:01] Tinongomira pamamonya ipapo
[00:01:03] Chibaba Chigunduru mwana waSthembeni
[00:01:07] Pamamonya ipapo
[00:01:08] Chirehwa-rehwa ndiana Murehwa
[00:01:10] I-smairi wamupa mari yehwahwa
[00:01:13] Ndopaunoona kuti vanobhowa
[00:01:15] Kuswera pabhawa futi every hour
[00:01:17] Hanzi chibaba hona vanhu kudhuma-dhuma
[00:01:20] Aihwa zvipiko vanojuma-juma
[00:01:22] Muchanyara patinopfuma-pfuma
[00:01:25] Kunge mombe dzichingokuma-kuma
[00:01:27] Huma-huma
[00:01:28] Vamwe vachiti ichi chirema zvakadaro ndichingorema
[00:01:33] Kuti ndafa apa ndichifema ndipeyi yangu mari yechema
[00:01:37] Ndovadyira bhonzo nekuwonda kudai
[00:01:38] Ndinongomira pamamonya ipapo
[00:01:40] Chidya mafuta zviya zvisingakore
[00:01:43] Ndakangomira pamamonya ipapo
[00:01:45] Mahorse zvimaboss
[00:01:47] Tinongomira pamamonya ipapo
[00:01:50] Chibaba Chigunduru mwana waSthembeni
[00:01:53] Pamamonya ipapo
[00:01:54] NdiSauro
[00:01:55] Mwana waSthembeni haasi mwana waCharmaine
[00:01:57] Anoda codeine haangadhakwe nechampagne
[00:01:59] Saka musaise pain
[00:02:01] Nekuti iye zvino futi arikudawo gain
[00:02:03] Atori pa-campaign
[00:02:04] Hobho zvibhakera kunge Mayweather
[00:02:06] Rexin yakasiyana neleather
[00:02:09] Ende Sauro handina basa neweather
[00:02:11] Nekuti zvese zvamunoda I will take it further
[00:02:13] Television high definition
[00:02:16] Pamamonya ipapo
[00:02:18] Chidya mafuta zviya zvisingakore
[00:02:20] Ndakangomira pamamonya ipapo
[00:02:22] Mahorse zvimaboss
[00:02:24] Tinongomira pamamonya ipapo
[00:02:27] Chibaba Chigunduru mwana waSthembeni
[00:02:30] Pamamonya ipapo
[00:02:32] Ndovadyira bhonzo nekuwonda kudai
[00:02:34] Ndinongomira pamamonya ipapo
[00:02:36] Chidya mafuta zviya zvisingakore
[00:02:38] Ndakangomira pamamonya ipapo
[00:02:40] Mahorse zvimaboss
[00:02:43] Tinongomira pamamonya ipapo
[00:02:45] Chibaba Chigunduru mwana waSthembeni
[00:02:48] Pamamonya ipapo
[00:02:50] Kunze kungapisa eh tinongopisa
[00:02:52] Hapana anomisa zvichivashamisa
[00:02:54] Voda kundiwisa ndichavadzidzisa
[00:02:56] Imimi musade kuzvisimbisa
[00:02:59] Nekuti kadya mafuta kasingakore
[00:03:01] Mangoma ndoimba ini handinyore
[00:03:04] Asi haasi nyore nyore
[00:03:06] Ita uyedze iwe unganyare
[00:03:09] Television high definition
[00:03:11] Pamamonya ipapo
[00:03:13] Chidya mafuta zviya zvisingakore
[00:03:15] Ndakangomira pamamonya ipapo
[00:03:17] Mahorse zvimaboss
[00:03:19] Tinongomira pamamonya ipapo
[00:03:22] Chibaba Chigunduru mwana waSthembeni
[00:03:25] Pamamonya ipapo
[00:03:27] Ndovadyira bhonzo nekuwonda kudai
[00:03:29] Ndinongomira pamamonya ipapo
[00:03:31] Chidya mafuta zviya zvisingakore
[00:03:33] Ndakangomira pamamonya ipapo
[00:03:36] Mahorse zvimaboss
[00:03:38] Tinongomira pamamonya ipapo
[00:03:40] Chibaba Chigunduru mwana waSthembeni
[00:03:43] Pamamonya ipapo
[00:03:45] Soul Jah Soul Jah Soul Jah
[00:03:46] Soul Jah Soul Jah Soul Jah
您可能还喜欢歌手Soul Jah Love的歌曲:
随机推荐歌词:
- 风之歌 [动漫原声]
- Last Note Beatz by DJ DECKSTREAM [Chihiro]
- Super Bass(Remix) [Nicki Minaj]
- Seattle [Fastball]
- I WILL [平井大]
- However Much I Booze [The Who]
- 党啊,亲爱的妈妈 [胡大亮&胡力]
- DO IT [iamnot]
- Cindy’s Birthday [Johnny Crawford]
- Canoeiro [Dorival Caymmi]
- Hush Little Baby [Joan Baez]
- Candy [One Nation]
- Let’s Dance [Dance Heaven]
- Uh Hu Hum MM [Sonny James]
- Trouble So Hard(LP Version) [Vera Hall]
- 拉兹之歌 [庄学忠]
- I’m Knockin’ [Whitney Houston]
- That’s Good(Album Version) [Devo]
- Take It As It Comes(LP版) [Beth Nielsen Chapman]
- Hey Hey Honey [Secret Someones]
- Me and My Crazy Self [Lonnie Johnson]
- Love Letter [Dreams Come True]
- (Original ver.) [全仁权]
- Baby Face [Bobby Vee]
- Lullaby Of The Leaves [The Platters]
- Anytime [Eddy Arnold]
- A Diferena [Zélia Duncan]
- I Found Love [Owl City]
- A Fool For You [Ray Charles]
- When Ur Sober(Acoustic) [Tayá]
- 爱在这里启航 [林依轮]
- It Hurt Me Too [Marvin Gaye]
- I Am Fighting For Myself [晗烁]
- 杀无赦 [你好于鑫]
- all the kids are depressed(Explicit) [Jeremy Zucker]
- You Don’t Mess Around With Jim [The Hit Crew]
- I Concentrate On You [Jeri Southern]
- Day O (The Banana Boat Song) [Harry Belafonte]
- Back Street Affair [Hank Thompson]
- 中州录 [NL不分]
- Keep Their Heads Ringin’(Explicit) [Dr. Dre]
- 満天 [茶太]