找歌词就来最浮云

《Ndopaanouya》歌词

所属专辑: Tatenda Taona 歌手: Shingisai 时长: 04:44
Ndopaanouya

[00:00:00] Ndopaanouya - Shingisai

[00:00:00] Written by:Shingisai Suluma

[00:00:26] Dopa anouya

[00:00:29] Ndarindira ne misuwo

[00:00:33] Dopa anouya

[00:00:36] Ndakabata Rutendo

[00:00:40] Dopa anouya

[00:00:44] Ndatarisa makomo

[00:00:47] Meso angu

[00:00:49] Ndasimudza kwaari

[00:00:55] Nepo pautera wangu

[00:01:00] Ndashayiwa simba

[00:01:03] Anouya

[00:01:05] Nepo pandino daidza

[00:01:11] Ndokumbira simba

[00:01:14] Rokukunda

[00:01:16] Nekukwanisa zvose

[00:01:19] Kuteerera

[00:01:21] Nekuita kuda kwake

[00:01:25] Nekuvimba naye

[00:01:45] Dopa anouya

[00:01:48] Ndarindira ne misuwo

[00:01:52] Dopa anouya

[00:01:55] Ndakabata Rutendo

[00:01:59] Dopa anouya

[00:02:02] Ndatarisa makomo

[00:02:06] Meso angu

[00:02:08] Ndasimudza kwaari

[00:02:13] Nepo pautera wangu

[00:02:19] Ndashayiwa simba

[00:02:22] Anouya

[00:02:24] Nepo pandino daidza

[00:02:29] Ndokumbira simba

[00:02:33] Rokukunda

[00:02:35] Nekukwanisa zvose

[00:02:38] Kuteerera

[00:02:40] Nekuita kuda kwake

[00:02:43] Nekuvimba naye

[00:02:49] Nepo pautera wangu

[00:02:54] Ndashayiwa simba anouya

[00:02:58] Anouya anouya

[00:03:00] Nepo pandino daidza pandino daidza

[00:03:05] Ndokumbira simba

[00:03:09] Rokukunda rokukunda rokukupa

[00:03:11] Nekukwanisa zvose

[00:03:14] Kuteerera kuteerera

[00:03:16] Nekuita kuda kwake kuda kwake

[00:03:20] Nekuvimba naye ah ha ha ha ha

[00:03:25] Nepo pautera wangu

[00:03:30] Ndashayiwa simba anouya

[00:03:34] Anouya anouya

[00:03:36] Nepo pandino daidza pandino daidza

[00:03:41] Ndokumbira simba

[00:03:45] Rokukunda rokukunda rokupai

[00:03:47] Nekukwanisa zvose

[00:03:50] Kuteerera kuteerera

[00:03:52] Nekuita kuda kwake

[00:03:55] Nekuvimba naye

[00:04:01] Wooh wooh wooh be know now

[00:04:07] Kuteerera

[00:04:09] Wmm begit ku kuda kwake

[00:04:15] Wohh wooh wooh dinina kuteerera

[00:04:24] Digiga ku kuda pake

[00:04:28] Dinona ku kuteerera

[00:04:30] Wmm diciga ku kudapake

[00:04:35] Nekuvimba naye

您可能还喜欢歌手Shingisai的歌曲: