找歌词就来最浮云

《Tidzidzisei Kunamata》歌词

所属专辑: Fara Zvakadaro 歌手: Shingisai&Joystreet Choir 时长: 05:40
Tidzidzisei Kunamata

[00:00:00] Tidzidzisei Kunamata - Shingisai/Joystreet Choir

[00:00:02] Written by:Shingisai Suluma

[00:00:37] Patinouya paye moyo izere neshungu

[00:00:44] Tinoda kunamata

[00:00:48] Patopfugama paye ne mabvi anodedera

[00:00:56] Tinoda kunamata

[00:00:58] Zvirwere Zvivi zvinorema

[00:01:02] Zvingakundwe sei

[00:01:07] Tidzidzisei kunamata

[00:01:10] Rugare rune runyararo runouya sei

[00:01:18] Tidzisisei kunamata

[00:01:23] Tidzidzisei kunamata

[00:01:25] Ishe mitoro yacho yakarema

[00:01:29] Hupenyu hwakaoma

[00:01:32] Toda kunamata

[00:01:34] Tidzidzisei kunamata

[00:01:36] Ishe mabvi edu akaneta

[00:01:41] Simba zvoropera

[00:01:43] Toda kunamata

[00:01:57] Baba vedu vari kudenga

[00:01:59] Zita renyu ngarikudzwe

[00:02:04] Tidzidzisei kunamata

[00:02:08] Umambo hwenyu ngauuye

[00:02:11] Kuda kwenyu ngakuitwe

[00:02:16] Tidzidzisei kunamata

[00:02:20] Tidzidzisei kunamata

[00:02:23] Ishe mitoro yacho yakarema

[00:02:26] Hupenyu hwakaoma

[00:02:29] Toda kunamata

[00:02:32] Tidzidzisei kunamata

[00:02:34] Ishe mabvi edu akaneta

[00:02:37] Edu akaneta

[00:02:38] Simba zvoropera

[00:02:41] Toda kunamata

[00:02:54] Tipei nhasi kudya kwedu

[00:02:57] Kwama zuva nama zuva

[00:03:02] Tidzidzisei kunamata

[00:03:06] Tiregererei zvivi zvedu

[00:03:09] Sezva tinoregerera vamwe

[00:03:14] Tidzidzisei kunamata

[00:03:18] Tidzidzisei kunamata

[00:03:20] Ishe mitoro yacho yakarema

[00:03:24] Hupenyu hwakaoma

[00:03:27] Toda kunamata

[00:03:29] Moyo yedu ine shungu

[00:03:32] Ishe mabvi edu akaneta

[00:03:35] Oda avo

[00:03:36] Simba zvoropera

[00:03:39] Toda kunamata

[00:03:41] Patinouya paye

[00:03:44] Ishe mitoro yacho yakarema

[00:03:47] Hupenyu hwakaoma

[00:03:50] Toda kunamata

[00:03:53] Mitoro inorema

[00:03:55] Ishe mabvi edu akaneta

[00:03:58] Oio eno

[00:04:00] Simba zvoropera

[00:04:02] Toda kunamata

[00:04:04] Tidzidzisei kunamata

[00:04:07] Ishe mitoro yacho yakarema

[00:04:10] Hupenyu hwakaoma

[00:04:14] Toda kunamata

[00:04:16] Tidzidzisei

[00:04:18] Ishe mabvi edu akaneta

[00:04:23] Simba zvoropera

[00:04:25] Toda kunamata

[00:04:27] Moyo yedu inoda

[00:04:30] Ishe mitoro yacho yakarema

[00:04:34] Hupenyu hwakaoma

[00:04:37] Toda kunamata

[00:04:39] Mitoro inorema

[00:04:41] Ishe mabvi edu akaneta

[00:04:46] Simba zvoropera

[00:04:48] Toda kunamata

[00:04:53] Ishe mitoro yacho yakarema

[00:04:57] Hupenyu hwakaoma

[00:05:00] Toda kunamata

[00:05:05] Ishe mabvi edu akaneta

[00:05:09] Hupenyu hwakaoma

[00:05:11] Toda kunamata

[00:05:16] Ishe mitoro yacho yakarema

[00:05:20] Hupenyu hwakaoma

[00:05:23] Toda kunamata

您可能还喜欢歌手Shingisai&Joystreet Choir的歌曲:

随机推荐歌词: