找歌词就来最浮云

《Maisafana Kundirega》歌词

所属专辑: Chairman, Vol. 2 歌手: Killer T 时长: 04:40
Maisafana Kundirega

[00:00:00] Maisafana Kundirega - Killer T

[00:00:02] Owo kodaz owo

[00:00:06] Ayanaya for real

[00:00:08] Hot property

[00:00:10] Iwe PTK

[00:00:11] Owo Ayanaya ooh for real

[00:00:15] Hot property nyatso cheka

[00:00:17] Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari

[00:00:21] Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo

[00:00:27] Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione

[00:00:30] Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo

[00:00:36] Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari

[00:00:40] Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo

[00:00:45] Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione

[00:00:49] Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo

[00:00:54] Aitove nechinangwa chekuda kundiparadza

[00:00:57] Chekuda kundisiya andisakadza

[00:01:00] Ndochema ndoshaya anondinyaradza owo

[00:01:03] Chaingoda kundichemedza hameno why

[00:01:07] Kundiramba pakutanga zvanga zviri nani

[00:01:09] Asi zvese zvaida ndaimupa wani owo

[00:01:13] Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari

[00:01:17] Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo

[00:01:22] Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione

[00:01:26] Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo

[00:01:31] Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari

[00:01:35] Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo

[00:01:40] Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione

[00:01:44] Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo

[00:01:49] Aindinyepera kuti kumba kwavo ndini mukwasha

[00:01:53] Apa Ndanga ndiri time pusher achindiitisa zvisina basa

[00:02:00] Murudo Ndini ndega ndaifaitira

[00:02:02] Kutopedza nguva yangu ndichitaimira

[00:02:05] Kutoronga ramangwana ndichishingira

[00:02:08] Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari

[00:02:12] Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo

[00:02:17] Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione

[00:02:21] Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo

[00:02:26] Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari

[00:02:30] Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo

[00:02:36] Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione

[00:02:40] Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo

[00:02:45] Aitove nechinangwa chekuda kundiparadza

[00:02:48] Chekuda kundisiya andisakadza

[00:02:50] Ndochema ndoshaya anondinyaradza owo

[00:02:54] Chaingoda kundichemedza hameno why

[00:02:58] Kundiramba pakutanga zvanga zviri nani

[00:03:00] Asi zvese zvaida ndaimupa wani

[00:03:03] Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari

[00:03:07] Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo

[00:03:13] Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione

[00:03:17] Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo

[00:03:22] Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari

[00:03:26] Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo

[00:03:31] Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione

[00:03:35] Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo

[00:03:40] Aindinyepera kuti kumba kwavo ndini mukwasha

[00:03:44] Apa Ndanga ndiri time pusher achindiitisa zvisina basa

[00:03:51] Murudo Ndini ndega ndaifaitira

[00:03:53] Kutopedza nguva yangu ndichitaimira

[00:03:56] Kutoronga ramangwana ndichishingira

[00:03:59] Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari

[00:04:03] Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo

[00:04:08] Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione

[00:04:12] Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo

[00:04:17] Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari

[00:04:21] Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo

[00:04:27] Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione

[00:04:30] Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo

您可能还喜欢歌手Killer T的歌曲: